Evangelist Trymore Muparinga - OPEN DOORS
El contenido de la fe, para escuchar,
0m 0slongitud
Comentarios
-
ummm chokwadi chemahara chinosunungura
-
this is awesome rambai muchienderera mberi
-
this man akatenda kushanda mashoko ake anoporesa
-
Powerful word Amen
-
power full man of God
-
This is nothing but pure works of the wisdom of God. Great preaching Man of God
-
Evangelist your teachings are awesome ..i need you to my place.
-
Mufundisi madii maparidza neShona kuti vazhinji vanzwe. Kuzanganisa Chirungu ne Shona zvingangoreva kuti hamunyatsogoni kutaura mitauro yacho yese. Saka ukasaziva mutauro nyaya yacho inoshandura Mweya yevanhu sedzimudzangara! sekufungidzira kwamungaite. Zvinotoita kunge mavakuteedzera teedzera vamwe . Hapana chikuru chakaipa asi zvakanaka kungodzidzira mutauro womene. HUYE NDARAMBA kuti Bhaibheri rinokupa zvose zvawangofunga aiwa ... Bhaibheri pachiKristo ichokwadi cheshoko raMwari kwete shoko rinoreva zvese zvese. Ngatisataure uchenjeri
-
this is kingdom my brother
-
I personally thank God for your wonderful messages makandisimudzira tahnk you lord
-
I enjoyed this sermon....
-
Rumbidzo yose kuna jesu. Amen Evangelist shoko ndiroro nemonemo;
-
nice mdhara
-
Amen and Amen!!!
-
True Evangelist We are behind you Mwari ndivo mhinduro mu hupenyu hwedu. Amen